Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukokeri munhu anotungamira mombe dzinenge dzakabopwa.
1

Mukokeri munhu anoshanda mubhazi kubhadharisa vafambi mari achivapa matikiti nekukwidza nhumbi pakeriya.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukoko
beehive
VerengaSwipe for the next word