KwaunobvaDuramazwiMmukomana

Duramazwi · zita

mukomana

boy · lad · youngster

munhukomanamusikana

Zvinoreva

Mukomana munhurume wechidiki, anenge akura asi asati ava baba.

1

Mukomana munhurume wechidiki, anenge akura asi asati ava baba.

Izvo ndaizviziva hangu kuti nguva yekuti ndiite mukomana yaive isati yakwana.

Ummm paive pakamira mukomana akanaka kumashure kwangu aive andivhara maziso.

Ndakatoshaya kuti asi Lennon anopenga here?, mukomana uyu aive nedrama kutaura chokwadi.

2

Kana musikana achiti ane mukomana anenge aine murume wechidiki waanenge ari kudanana naye.

Zvakafanana

munhukomana

Zvakasiyana

musikana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukomasikana

Uyu musikana wawakaberekwa naye mudumbu mumwe asi ari mukuru kwauri.

Verenga

Swipe for the next word