Duramazwi · zita
mwanakomana
Ben · Son · son
Duramazwi · zita
Ben · Son · son
Uyu mwana werudzi rwechirume.
Uyu mwana werudzi rwechirume.
Hero ropa rababa rinoerera nomuhuro maTambaoga, mwanakomana wamambo Mupakaviri, richidzika nedumbu rake.
Mwanakomana akapunyaira chose.
Vatete vakazouya nemushonga wekushandura nyoka kuti mwanakomana azvarwe.
mukorore · mwanarume · murumbwana
Duramazwi
01 / 03mwanana
Mwanana mwana mudikidiki.
VerengaSwipe for the next word