Kwaunobva/Duramazwi/M/mwanarume
Duramazwi · zita
Mwanakomana.
Kana mudzimai akanzi akasununguka mwana wechikomana anenge akasununguka mwanarume.
Chikomana izita rinoshandiswa kureva mwanarume wechidiki.
Duramazwi
mwanasikana
daughter
mwanasikana wamambo
princess
mwanda
Mwanda uswa hwakasungwa pamwe chete.
Swipe for the next word