Kwaunobva/Duramazwi/M/mwanakadzi
Duramazwi · zita
Mwanasikana.
Kana mudzimai akanzi akasununguka mwana wechisikana anenge akasununguka mwanakadzi.
Duramazwi
mwanakomana
Ben
mwanana
Mwanana mwana mudikidiki.
mwanarume
Mwanakomana.
Swipe for the next word