Duramazwi · zita
mukunda
muzvare
Duramazwi · zita
Mukunda mwana wechisikana.
Mukunda mwana wechisikana.
Vanhu vekumaZezuru vanogona kuti mwanasikana asi vekuManyika vanenge vachimudaidza kuti mukunda.
Maponda muripo unopiwa tezvara wekupodza hasha dzavo kuti vasarova mukunda wavo akatiza mukumbo.
Ndepo ndamukunda pamakwikwi okumanya.
muzvare
Duramazwi
01 / 03mukundi
conqueror
VerengaSwipe for the next word