Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukumbi chaunga chavanhu vanenge vari panhu pamwe.
Chikepe.
Mukumbi chinwiwa chinodhaka, chinogadzirwa nemuto wemapfura.
1

Tsomo muchero unoti kana waibva wotsvuka, une muto unobikiswa mukumbi uye mhodzi dzinotakwa shomhwe.
Mukumbi chaunga chavanhu vanenge vari panhu pamwe.
2
Chikepe.
Mukumbi chinwiwa chinodhaka, chinogadzirwa nemuto wemapfura.
Mukumbi chaunga chavanhu vanenge vari panhu pamwe.
3

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukume
pollen
VerengaSwipe for the next word