Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mushaba.
Munhu mukuma anenge akashama, asina kana hembe yaakapfeka pamuviri pake.
1

Mukuma mushonga unoshandiswa nemunhu wekuzvidzivirira kuti asaroyiwa.
2

3

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukumbati
Mukumbati idivi romukati memadziro eimba.
VerengaSwipe for the next word