Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musvo munhu anenge asina kufukidza muviri wake nenhumbi, kana zvimwewo zvingaputira muviri.
Musvo imbeu yakaita sechibage kana zviyo, painenge yapurwa yabva pana mai vayo.

Hundi inosara pachipuriro, musvo uchiiswa mudura.
Musvo imbeu yakaita sechibage kana zviyo, painenge yapurwa yabva pana mai vayo.
Musvo munhu anenge asina kufukidza muviri wake nenhumbi, kana zvimwewo zvingaputira muviri.
Musvo imbeu yakaita sechibage kana zviyo, painenge yapurwa yabva pana mai vayo.
Musvo imbeu yakaita sechibage kana zviyo, painenge yapurwa yabva pana mai vayo.
Musvo munhu anenge asina kufukidza muviri wake nenhumbi, kana zvimwewo zvingaputira muviri.
Chenje musvo wechirimwa unenge wabviswa hundi kana maguri.
Musvo imari yesimbi yakaparadzana, asi yakawanda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musvobo
Musvobo inzungu yeshomhwe inenge yabuda zvakanaka isina kupwanyika.
VerengaSwipe for the next word