Duramazwi02 / 03mupupuririUyu munhu anopa uchapupu hwezvinenge zvakaitika. Mupupuriri wechokwadi haapi uchapupu hwechiitiko chaasina kuona.Verenga→
Duramazwi03 / 03mupurangaMupuranga muti unoreba chaizvo wakarurama, unosimwa nevanhu kuti ugoshandiswa pamabasa akaita sekuvaka.Verenga→