Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu anopa uchapupu hwezvinenge zvakaitika. Mupupuriri wechokwadi haapi uchapupu hwechiitiko chaasina kuona.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupuranga
Mupuranga muti unoreba chaizvo wakarurama, unosimwa nevanhu kuti ugoshandiswa pamabasa akaita sekuvaka.
VerengaSwipe for the next word