KwaunobvaDuramazwiMmupurisa

Duramazwi · zita

mupurisa

policeman · policewoman

purisaChikonzi

Zvinoreva

Mupurisa munhu anoita basa rokuongorora kuti vanhu vari kuchengeta mitemo here, nokusunga vanenge vapara mhosva.

1

Mupurisa munhu anoita basa rokuongorora kuti vanhu vari kuchengeta mitemo here, nokusunga vanenge vapara mhosva.

Vakabva vanzi vapinde mupurisa akavarindira ari nechekudoor.

Mupurisa akangouya kwave kusviko vavhurira.

Ipapo tinoona Takawira mupurisa wemumusha achisvika akapfeka hembe dzake dzokubasa Takawira: Tisvikevo pano ko mhere mhere ndeyeiko?

Zvakafanana

purisa · Chikonzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupuro

Mupuro rutanda rutete rwakareba, runoshandiswa pakuponda zviyo kana dzimwewo mbesa kuti dzichokonyoke.

Verenga

Swipe for the next word