KwaunobvaDuramazwiCchikonzi

Zvinoreva

Chikonzi munhu anotumwa nevematare kuzosunga munhu kana kuzomutaurira zvaanenge achitarisirwa kuita.

1

Chikonzi mupurisa washe anotonga dunhu rake kumaruwa.

2

Zvakafanana

shomodzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikope

Chikope ruoko kana chimwe chinhu chaunoshandisa pakuvaridzira kumeso kuti usateyewa nezuva, iwe uchida kutarira chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word