Duramazwi
Zvinoreva
Chikonye rudzi rwegonye rinowanzowanikwa mumusoro megwai kana kuti mumhino men'ombe.
1

Chikonye inzira yokukwira mumuti usina matavi uchiita zvokunamatira pahunde makumbo ari pedo nemaoko.
Chiundudzi chikonye chine mambava, chinopfukuta nyama, matehwe kana nyanga dzemhuka zvinenge zvatsvetwa panzvimbo imwe kwenguva yakareba.
2
Chikonye inzira yokukwira mumuti usina matavi uchiita zvokunamatira pahunde makumbo ari pedo nemaoko.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikonzero
cause
VerengaSwipe for the next word