KwaunobvaDuramazwiCchikonono

Duramazwi · zita

chikonono

Zvinoreva

Chikonono kunonoka kunoita munhu kana achiita zvinhu zvaatumwa asingadi.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikonye

Chikonye rudzi rwegonye rinowanzowanikwa mumusoro megwai kana kuti mumhino men'ombe.

Verenga

Swipe for the next word