Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chinono itsika yokuita zvinhu zvichikutorera nguva yakarebesa.
1
Chinono itsika yokuita zvinhu zvichikutorera nguva yakarebesa.
Chinono chinengee bere rakadya richifamba Tadiwa akabva angokwenyera moto iye ndokumhanya kunomira panze.
Chinono chine ingwe bere rinodya richifamba.
Chinono chine'ngwe, bere rakadya richifamba.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiNorwegian
norwegian
VerengaSwipe for the next word