KwaunobvaDuramazwiCchinokwenyera

Duramazwi · zita

chinokwenyera

Zvinoreva

Kana munhu achiti zvinhu zvaiva nechinokwenyera anenge achireva kuti pane chaizvimanikidza kuti zviitike.

1

Kunge zvine chinokwenyera, akaramba kurara tamuti arare. Hezvo akazopondwa.

Kana munhu achiti zvinhu zvaiva nechinokwenyera anenge achireva kuti pane chaizvimanikidza kuti zviitike.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinomwe

Chinomwe chiverengwa chinouya mushure mechitanhatu.

Verenga

Swipe for the next word