KwaunobvaDuramazwiCchinjiziri

Duramazwi

chinjiziri

Zvinoreva

Kuti chinjiziri kuzvimbirira kunotandira, asi kwakatete-

1

Kuti chinjiziri kuzvimbirira kunotandira, asi kwakatete-

Harwa muchinjiziri murefu wevhu rakacherwa rikaunganidzwa kuti mbesa dzizodzvarwa.

Uyu muchinjiziri wakasimuka pauso unoratidza kuti ndipo pane mino yokufemesa.

Kutsivira kurima muchichera michinjiziri inoteverana panenge patanga pamboparurwa ndima.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinjori

pera sezvakaita pamusana wemhu-

Verenga

Swipe for the next word