Duramazwi · zita
Chinokoro
large wooden serving spoon
Duramazwi · zita
large wooden serving spoon
Uyu mudziyo unoshandiswa pakuchera zvinhu zvakaita seupfu kana munhu achibika.
Uyu mudziyo unoshandiswa pakuchera zvinhu zvakaita seupfu kana munhu achibika.
Ko handiti chinokura chinokotama musoro wegudo chainge chave chinokoro varimo mumba mevanhu vatadza kubuda.
Chinokura chinokotama, musoro wegudo chave chinokoro.
Duramazwi
01 / 03chinokwenyera
Kana munhu achiti zvinhu zvaiva nechinokwenyera anenge achireva kuti pane chaizvimanikidza kuti zviitike.
VerengaSwipe for the next word