KwaunobvaDuramazwiMmukombe

Duramazwi · zita

mukombe

cup · trophy

Zvinoreva

Mukombe mudziyo unogadzirwa nebudzi rakaoma, unoshandiswa kucheresa kana kunwisa zvinwiwa zvakaita semaheu kana doro.

1

Mukombe mudziyo unogadzirwa nebudzi rakaoma, unoshandiswa kucheresa kana kunwisa zvinwiwa zvakaita semaheu kana doro.

Moto wacho waiita kunge waive wakawandira pamunhu aive akabata mukombe.

Ndakasiya ndakukurudzira kunamata Natty but ndakaona uchigamuchira mukombe kubva kumuvengi.

Vairwadziwa zvisingaite nekuti ndivo vaive pedyo naTheresa uyo anova ndiye aive akabata mukombe waive neropa.

2

Hwahwa. Ko, ukazenge wakadhakwa asi wava kubata mukombesu?

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukomberanwa

Uyu munhu anotyisa chaizvo pakurwa.

Verenga

Swipe for the next word