Duramazwi · zita
kapu
cup
Duramazwi · zita
cup
Kapu kamudziyo kadiki kane mubato, kanonwirwa tii, mvura kana zvimwewo zvinwiwa.
Kuti kapu kutarisisa washamiswa kana kuti paine zvauri kutarisira.
Kubvisa zvakanamira pamusoro.

Kuchera kutora zvinhu panhu uchishandisa sezvakaita mukombe, ndiro kana kapu.
Jagi ikapu huru kana mumwewo mudziyo unenge kapu, asi usina mubato.

Kuti kapu kupurura ziya noruoko. Ndakati ziya kapu ndakotoroka mundima.
Kuti kapu kubvisa furo mumukaka uchiita zvokuwurura nechepamusoro.
Kuti kapu kubvisa ganda kana gwati romuti.
Duramazwi
01 / 03kapuka
insect
VerengaSwipe for the next word