Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kapoto munhu asina upfumi hwakawanda, anotambura. Mukwasha kapoto haabvunzwi pfuma.
1

Maitakue vakabika kapoto kadiki diki zvekuti chero murume wavo haana kana kuguta.
Kumasabhabha kunototengwa dzimba nembozha, kwete isuwo vana Kapoto.
Kapoto munhu asina upfumi hwakawanda, anotambura. Mukwasha kapoto haabvunzwi pfuma.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kapu
cup
VerengaSwipe for the next word