KwaunobvaDuramazwiMmurombo

Zvinoreva

Murombo munhu asina upfumi hungamukwanira kuti ararame upenyu hwakanaka izvo zvinoita kuti agare achitambura.

1

Murombo munhu asina upfumi hungamukwanira kuti ararame upenyu hwakanaka izvo zvinoita kuti agare achitambura.

Guvamombe murombo asina mari kana mombe vokuti aroorere mwanakomana wake mukadzi.

Njakuvhizi munhu murombo asi asingabvumi rayiro ingaite kuti upenyu hwake huve nani.

Kana munhu achinzi ane ushayi anenge ari murombo, asingagoni kuwana zvinomuraramisa.

Zvakafanana

muchena · nhombo

Zvakasiyana

mupfumi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word