Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ijenamuromo anenge ari murombo, achigara achiwana kudya kusina kukwana.
1

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jenamvi
Jenamvi munhu anenge akura chaizvo pamakore okuberekwa.
VerengaSwipe for the next word