Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jenachena isadza rinobikwa nemhunga inenge ichangokohwewa.
Jenachena chinhu chinenge chiine ruvara rwemukaka uye chisina kana kanongwa zvako.
1

2

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jenaguru
Jenaguru inguva iyo usiku hunenge hwakachena chaizvo nokuda kokuti mwedzi unenge uchibuda uri denderedzi rizere. Pwere dzinotamba panze mujenaguru.
VerengaSwipe for the next word