KwaunobvaDuramazwiCchogurwei

Duramazwi · zita

chogurwei

Zvinoreva

Chogurwei munhu asina zvaanobatsira muupenyu. Murume waakaroorwa naye ndichogurwei chaiye, asina kana negumbezi.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chohonya

Kuchohonya kuruma kunoita huku kana shiri kana ichidya.

Verenga

Swipe for the next word