KwaunobvaDuramazwiMmbovora

Duramazwi · zita

mbovora

Zvinoreva

Mbovora zvinhu zvichena zvinowanikwa pamativi emuromo zvinokonzerwa nokubuda masiriri munhu akavata.

Mbovora munhu akaipa kana kuti akapusa, asina zvaanobatsira vamwe.

1

2

Zvakafanana

mbovha

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbowo

Mbowo munhu anopa mashoko ekutsinhira kana ekupokana pamusoro pezvine-

Verenga

Swipe for the next word