Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbozha munhu mupfumi ane mari yakawanda chaizvo.
1
Mbozha munhu mupfumi ane mari yakawanda chaizvo.
Mbozha munhu mupfumi ane mari yakawanda chaizvo.
Misangano iri kurongwa pamwe nekukanzurwa panharembozha zvisina kana dambudziko.
Unogona kutobhadhara zvikwereti zvako nenharembozha zvisina kana dambudziko.
Zvakafanana
huzvu · shoroma · chinoto · hwereshenga · shokoshoko · chikwaire
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbu
VerengaSwipe for the next word