KwaunobvaDuramazwiCchikwaire

Duramazwi · zita

chikwaire

Zvinoreva

Chikwaire munhu mupfupi anoratidza kuti anodya achiguta.

1

Chikwaire munhu mupfupi anoratidza kuti anodya achiguta.

Chikwaire munhu mupfupi anoratidza kuti anodya achiguta.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikwakwani

Chikwakwani chikwenzi chinowanikwa mujinga menzizi, chinoita mashizha akasvibira chaizvo uye maruva anonhuhwirira chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word