KwaunobvaDuramazwiCchikwama

Duramazwi · zita

chikwama

purse · wallet

Zvinoreva

Gomarara.

1

Gomarara.

Mbavha dzakamatamba tsvina pamusika dzamuhwapurira chikwama.

Paaichera gomba remarara akatukunyura chikwama chine mari.

Akadonda aona chikwama chaiva chizere nemari.

Zvakafanana

pesi · mukwama

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikwambo

Chikwambo mishonga inoita kuti munhu atore upfumi hwavamwe, asi kazhinji mishonga iyi inozodzoka yonetsa muridzi wayo.

Verenga

Swipe for the next word