KwaunobvaDuramazwiNnjumba [jumha]

Duramazwi · zita

njumba [jumha]

Zvinoreva

Njumba kasaga kana kahomwe kadiki, kanowanzochengeterwa zvinhu zvakaita semari.

1

Njumba kasaga kana kahomwe kadiki, kanowanzochengeterwa zvinhu zvakaita semari.

Munyai akauya kuzoroora nenjumba yemari.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njunju

Kuti njunju kuchena kwehembe kana mudziyo.

Verenga

Swipe for the next word