Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukutu mudziyo wakada kuita segaba, waiberekwa kumusana uchibatirwa nokuchengeterwa miseve.
1

Mukutu mucheka wakasonwa kuita chihomwe unowanzoshandiswa nemadzimai kuisira zvinhu zvakasiyana-siyana.
Mubani mune gutumukutu rematombo.
2
Mukutu mucheka wakasonwa kuita chihomwe unowanzoshandiswa nemadzimai kuisira zvinhu zvakasiyana-siyana.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukuwasha
son-in-law
VerengaSwipe for the next word