Duramazwi · zita
mukurumbira
notoriously · popular · prominence · renowned · reputation · fame
Duramazwi · zita
notoriously · popular · prominence · renowned · reputation · fame
Uku kuzivikanwa zvikuru nepamusana pemabasa ako akanaka kana akaipa.
Uku kuzivikanwa zvikuru nepamusana pemabasa ako akanaka kana akaipa.
Unoda kunyora pamusoro pemunhu ane mukurumbira here kana nzvimbo kana chinhu chakakosha?
Izvi ndizvo zvinoita kuti zororo raNyamavhuvhu rigare riine mukurumbira.
Kare-kare, Tsuro aigara musango aine mukurumbira wekuva akachenjera.
mbirikiro · guhu · gurumbira
Duramazwi
01 / 03mukurumukuru
Uyu munhu ane chinzvimbo choutungamiri chiri pamusorosoro.
VerengaSwipe for the next word