KwaunobvaDuramazwiMmbiri

Duramazwi · zita

mbiri

fame · glorious · glory

Zvinoreva

Mbiri kuzivikanwa zvakanyanya pane zvaunenge uchiita.

1

Mbiri kuzivikanwa zvakanyanya pane zvaunenge uchiita.

Taingove nedzimba dzedu mbiri imwe yataishandisa sekitchen kozoita imwe yekurara.

Chete vana vepano mbiri yenyu yafamba ka!

Ndirikuda mari, ndirikuda kuita mbiri.

Zvakafanana

mukurumbira

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word