Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbire inzvimbo inofungidzirwa kuti ndiko kwakabva vanhu vemuZimbabwe vanozivikanwa sekuti maShona.

Mbire inzvimbo inofungidzirwa kunovavanotendera kune zvemidzimu kuti ndiko kunogara midzimu ichiona zviri kuitika mumhuri dzayo.
Musamurambire ini ndini ndiri kuziva zvandiri kutaura, ehe anogona achiita seane hunhu pamberi penyu asi nhemha dzake dzoga-dzoga.
Mbire inzvimbo inofungidzirwa kunovavanotendera kune zvemidzimu kuti ndiko kunogara midzimu ichiona zviri kuitika mumhuri dzayo.
Mbire chidawo chevanhu vanoera Soko Moyondi-dyira hove kusvika pane chiredzo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbiri
fame
VerengaSwipe for the next word