KwaunobvaDuramazwiMmbingura

Duramazwi · zita

mbingura

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi imbingura chinenge chakakura chaizvo.

1

Kana chinhu chichinzi imbingura chinenge chakakura chaizvo.

Munda wake une ivhu rakasimba chaizvo zvekuti kana mvura ikanaya zvakanaka anokohwa mbingura dzechibage.

Kana chinhu chichinzi imbingura chinenge chakakura chaizvo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbinyu

Kuti mbinyu kuteura mvura kana zvimwewo zvinhu uchiita zvokurereka chinenge chakache-

Verenga

Swipe for the next word