Duramazwi · zita
mbimbindoga
zanondega la
Duramazwi · zita
Mbimbi-ndoga munhu anozviti muzivi, anoda kuzviitira zvinhu zvake ega, asingadi kuteerera zvinotaurwa nevamwe.
Mbimbi-ndoga munhu anozviti muzivi, anoda kuzviitira zvinhu zvake ega, asingadi kuteerera zvinotaurwa nevamwe.
Chinonetsa ndechokuti tinozongoona vana vave nemaronda kana mavanga akonzerwa neumbimbindoga nekuzviita vanamusiudzwe.
Munhu anodya zvekudya zvevamwe nekuda kwehumbimbindoga (selfishness).
zanondega la
Duramazwi
01 / 03mbingura
Kana chinhu chichinzi imbingura chinenge chakakura chaizvo.
VerengaSwipe for the next word