KwaunobvaDuramazwiMmbimbi

Duramazwi · zita

mbimbi

Zvinoreva

Mbimbi urefu hunotariswa nevarauri vehove kubva pano-mbo inofungidzirwa navanotendera kune zvemidzimu kuti ndiko kunogara midzimu ichiona zviri kuitika mumhuri dzayo.

1

Mbimbi-ndoga munhu anozviti muzivi, anoda kuzviitira zvinhu zvake ega, asingadi kuteerera zvinotaurwa nevamwe.

Bimbimbi rukweza runokohwewa rwakawanda kupfuura mamwe makore.

2

Mbire chidawo chevanhu vanoera Soko Moyondi-dyira hove kusvika pane chiredzo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbimbindoga

Mbimbi-ndoga munhu anozviti muzivi, anoda kuzviitira zvinhu zvake ega, asingadi kuteerera zvinotaurwa nevamwe.

Verenga

Swipe for the next word