Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbikiza chiro-kwe chipfupi chakapfumvunyuka zasi.
1
Mbikiza chiro-kwe chipfupi chakapfumvunyuka zasi.
Vasikana pavanga vachitamba, mbikiza dzavo dzanga dzichiti waya waya kumativi.
Chaichai rudzi rwemucheka mutema une mbikiza dzeshinda pasi unowanzomonerwa navanhukadzi vechikuru.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbikizizi
Kana munhu akati mbikizizi anenge akamira panzvimbo imwe chete kwenguva refu, asingazununguki.
VerengaSwipe for the next word