KwaunobvaDuramazwiMmbigira

Duramazwi · zita

mbigira

Zvinoreva

Mbigira chiitiko chekuviga zvekudya zvinenge zvaiswa mundiro nechinangwa chekuzoda kuzvidya uri pako woga uye munguva inotevera.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbigirwa

Mbigirwa chikafu chinochengetwa nemunhu ane nhafu, kuti agozodya ega vamwe vapedza.

Verenga

Swipe for the next word