Duramazwi · zita
tsvitswa
Zvinoreva
Mbigirwa chikafu chinochengetwa nemunhu ane nhafu, kuti agozodya ega vamwe vapedza.
1

Mbigirwa imbambaira inochererwa gomba yochengeterwa imomo makanaka, maisingaparwe nembudzi.
2

Zvakafanana
tsvitswa
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbika
inzvimbo yaunochengetera zvekudya kana zvimwewo zvaunozoda kushandisa munguva inotevera.
VerengaSwipe for the next word