Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbiriso.
Mbidzo mishonga yokuvhara zvakaipa zvingazoitika kana waita zvisakaitwa kana kutyoramiko.
1

Kupa rumbidzo kana kukudza munhu (to praise).
Izwi rinoshandiswa pakutenda kana rumbidzo.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbigira
Mbigira chiitiko chekuviga zvekudya zvinenge zvaiswa mundiro nechinangwa chekuzoda kuzvidya uri pako woga uye munguva inotevera.
VerengaSwipe for the next word