KwaunobvaDuramazwiMmbiriso

Duramazwi · zita

mbiriso

leaven · yeast

yisitimbidzo

Zvinoreva

Mbiriso upfu hunoshandiswa kufutisa kana kuvirisa zvibikwa zvefurawa.

1

Mbiriso upfu hunoshandiswa kufutisa kana kuvirisa zvibikwa zvefurawa.

Chingwa chandakabika chafuta nekuti ndakaisa mbiriso.

Kuvirisa kuisa mbiriso inoita kuti zvinwiwa zvakaita sedoro nemaheu zviite kakuvavira.

Zvakafanana

yisiti · mbidzo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word