Duramazwi01 / 03mbishi [mbisi]Iri idzitsi rechipauro rinoreva zvinhu zvinenge zvisina kuibva.Verenga→
Duramazwi03 / 03mbituKuti mbitu kutsunya kana kukweva nzeve yomunhu senzira yokumutsiura pane zvaanenge atadza.Verenga→