KwaunobvaDuramazwiMmbishi [mbisi]

Duramazwi

mbishi [mbisi]

Zvinoreva

Iri idzitsi rechipauro rinoreva zvinhu zvinenge zvisina kuibva.

1

Iri idzitsi rechipauro rinoreva zvinhu zvinenge zvisina kuibva.

Musadya mamengo mambishi nokuti anosvuura miromo.

2

Mukaka mumbishi unenge usina kukora.

3

Kana munhu achinzi mumbishi anenge ane maitiro asingangenderani nepaanenge ari, zviya zvekushaya kunyatsodzikama kana rukudzo.

4

Kana munhu achinzi mumbishi anenge aine nharo chaizvo asati abata zvaakadzidziswa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbisi

Imwe mhando ye-mbishwe.

Verenga

Swipe for the next word