Duramazwi · zita
mbiya
bowl
Duramazwi · zita
bowl
Hari dikidiki.
Mbiya kandiro kana kahari kanoshandiswa sendiro yekupakurira muriwo.

Mbiya chikari chisina huro, chinovhariswa dzimwe hari hombe.
Vakuru vedu vaigara vakamonera mazambiya semucherechedzo werukudzo uye unhu.

Duramazwi
01 / 03mbizerere
Chamudzungururu.
VerengaSwipe for the next word