Duramazwi · zita
ndiro
platter · bowl · dishes · plate
Duramazwi · zita
platter · bowl · dishes · plate
Ndiro mudziyo unopakurirwa zvekudya zvichidyirwa mauri.
Ndiro mudziyo unopakurirwa zvekudya zvichidyirwa mauri.
Pandakapinda mukitchen ndakawana mama vatopakura ndiro dzatoiswa pamusoro petable.
Vakati vachisuka ndiro panze kwave kungodzungudza musoro misodzi ndokutanga kubuda.
MaiTakunda namamoyo vaingonyeya chete handiti ndiro basa here?
Rekodhi.
Duramazwi
01 / 03ndirwana
Ndirwana kandiro kadikidiki, kanowanzopakurirwa muriwo.
VerengaSwipe for the next word