KwaunobvaDuramazwiCchibikwa

Duramazwi · zita

chibikwa

Zvinoreva

Chibikwa chikafu chese chese chinenge chabva pamoto.

Chibayo.

1

Chibikwa chikafu chese chese chinenge chabva pamoto.

Umbishi kusabvira kudyika kwemuchero kana chibikwa nokuti chinenge chisati chaibva.

Chibikwa chikafu chese chese chinenge chabva pamoto.

Kana mutakura kana chimwe chibikwa chichinzi chatsva guni chinenge chisina kunyatsoibva uye chichinhuhwa chiutsi.

2

Chibayo.

Umbishi kusabvira kudyika kwemuchero kana chibikwa nokuti chinenge chisati chaibva.

Chibikwa chikafu chese chese chinenge chabva pamoto.

Dinda rudzi rwegwenzi rine minzwa, rine mashizha anotanhwa achibikwa kuita muriwo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibimvu

Chibimvu chimedu chinenge chadimburwa kana kugurwa pachihombe.

Verenga

Swipe for the next word