KwaunobvaDuramazwiCchibidi

Duramazwi

chibidi

Zvinoreva

Kana ukati chibidi mafuta mupoto unenge waawanza mune zvaunenge uchibika. Nyama yatakadya pamuchati yaitobvinina mafuta akanga anzi chibidi nevabiki.

1

Kana ukati chibidi mafuta mumuviiri unenge waazora akawandisa zvikuru. Vainyiminya nemafuta avainge vanzi chibidi nemuroora.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibidira

Kuchibidira mafuta kana sauti mumuriwo kunyanyozviwanza pakubika.

Verenga

Swipe for the next word