KwaunobvaDuramazwiCchibhururukwa

Duramazwi · zita

chibhururukwa

Zvinoreva

Ichi chipuka chese chese chine mapapiro, chisiri shiri, uye chakakura kudarika tumbuyu.

1

Ichi chipuka chese chese chine mapapiro, chisiri shiri, uye chakakura kudarika tumbuyu.

Mhashu chibhururukwa chinodyiwa, icho chichidyawo zvirimwa, uswa kana mashizha emiti.

Chin'ono chibhururukwa chakaita senhunzi, chinoruma nokusveta ropa, kunyanya pan'ombe.

Kuti pupururu kubhururuka kwenyana kana chimwewo chibhururukwa chidiki.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibidi

Kana ukati chibidi mafuta mupoto unenge waawanza mune zvaunenge uchibika. Nyama yatakadya pamuchati yaitobvinina mafuta akanga anzi chibidi nevabiki.

Verenga

Swipe for the next word